Zvakaipa Itai Ndisiye lyrics officiel
Fiche de Zvakaipa Itai Ndisiye Freeman
artiste
parole Zvakaipa Itai Ndisiye - Freeman lyrics
paroles officielles ♪ Zvakaipa Itai Ndisiye ♪
Iya . zvakaipa dai ndarega
Zvakaipa dai ndisiye (Oooooskid)
Zvakaipa dai ndarega ... iya
Itai ndisiye (hk hkd boss)
DEFINATELY

Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye ishe
Haridoke ndisina kuchiva handizvigone
Pakaitwa chakanaka nemumwe mkat memoyo zvinondirwadza sei
Muromo wangu unongotaura zvese zvese sei

1
Pandinofamba mkat meguta
Ishe maziso angu haasi kuguta
Ndinotarisa vakadzi vakawanda
Asi ndinaye wangu one wandakada
Chakanaka chakaitwa neshamwari yangu
Nechemumoyo ndongot dai zviri zvangu
Itai kut ndigutsikane nezvangu
Ndipo chete pane chichemo changu

(CHORUS)

2
Haana kunaka mashoko andinotaura
Anobaya achipisa kunge mbaura
Kuedza kuzvijekesa ndosaka ndashaura
Sei ndichishuva vamwe vagokaura
Itai kut ndigopfugama ndichinamata
Pamwe nekugutsikana nezvandinoshanda
Mugoropafadzawo chese chandinobata
Network yevamwe ngandisaicutter

(CHORUS)

(VERSE 1)

(CHORUS) x3

utsinye ndisiye
zvakaipa dai ndarega
humombwe ndisiye
zvakaipa dai ndarega
godo ndisiye
zvakaipa dai ndarega
kunyeya ndisiye
zvakaipa dai ndarega
godo ndisiye
zvakaipa dai ndarega
kunyeya ndisiye
Musixmatch.com
Droits paroles : paroles officielles sous licence MusiXmatch respectant le droit d'auteur.
Reproduction parole interdite sans autorisation. Lyrics powered by www.musixmatch.com
Commentaires
Postez une réaction pour Freeman - Zvakaipa Itai Ndisiye paroles
Nom/Pseudo
Commentaire
parole Freeman - Zvakaipa Itai Ndisiye officiel
Autres paroles de Freeman
Bladi
Mars Eyes
Handina Godo
Elle, Chienne
La Sphère de l’influence
Drôle de vie
Destiné à finir seul
Elle, chienne (feat. Angie) (edit)
C’est notre hip-hop
Black Bush
Hello
Happy Tym
Je ne sais pas comment vivre
Force invisible
Pasi Harigute
Cracher du sang
Combien j’ai ramé
Bladi (feat. K-Rhyme Le Roi & Khaled)
Le passé reste
(For a While I Couldn't) Play My Guitar Like a Man
On peut pas
Réseaux et pistons
Handikurove
Le Voile Du Silence
Fils Du Dragon
24 h à Vivre
Zvemufirimu
Käyntikortti
Käyntikortti (Remastered 2016)
The English and Western Stallion
Vhura Mukova
L’Palais de justice
Lay On
À découvrir...
Artistes et paroles : sélection aléatoire parmi les artistes et lyrics du moment
Le Roi Lion | Disney | Saez | Aladdin | Céline Dion | Serge Gainsbourg | American Horror Story | Henri Salvador | Notre-dame De Paris | Julien Clerc | Julio Iglésias | Chantal Goya | Georges Bizet | Astérix | Donjon De Naheulbeuk | La Compagnie Créole | Eminem | Hercule (Disney) | Bob Marley | Beau Dommage | Yves Montand | Princess Sarah | Jean-Pierre Ferland | Code Lyoko | Cascadeur

Hier Encore | Bienvenue à Halloween | C'est Ton Destin | Droit Devant | I Will Follow Him | Sous Le Vent (Avec Garou) | Enfant De L'homme | La Solitude | La Chanson De Jacky | Papa | La Patrouille Des éléphants | Ton Amour a Changé Ma Vie | La Petite Huguette | Repense à Moi | Tell Me More | Como Quieres | Le Roi, Sa Femme Et Le P'tit Prince | La Voix Que J'Ai | Je M'éclate Au Sénégal | Je Dors Sur Des Roses | Les F... | Chanson Du Petit Caillou | Quand Je Joue | La Lensoise | Can I Have This Dance
Problème de connexion ?
Ouvrir un compte (gratuit)
Sélectionnez dans l'ordre suivant :
1| symbole à droite du casque
2| symbole à droite de l'ampoule
3| symbole en bas de la croix
grid grid grid
grid grid grid
grid grid grid